Shephard Hungwe Zamaere caught red handed with wife's young sister

Shephard Hungwe Zamaere caught red handed with wife's young sister

168
0
SHARE

The inbox messages he wrote that confirm the same are below as quoted from a post on facebook.

——-


Below is the first message where I responded after he said he was caughgt red handed kissing his wife’s young sister and intending to have sex with her.
—–
27 November 2012
19:24
Violet Makunike – Hanzvadzi mandibhowa.I think mudzimai wenyu anofanira kumuramba.Haangagari nemurume akadaro .Mainini ava vanofanira kudzidziswa kuti hazviitwi.Saka mudzimai wenyu achiri pamba ipapo?Kana akaramba aripo ibenzi .Tell her tete vati ibenzi kana akaramba aripo .Mainini ava muroyi anoroya rakacheka nyika .
—–
19:24
Violet Makunike – Please reply.
—-
19:29
Shephard Hungwe Zamaere – Haha tete musadaro weakness of a man chaiwo I can’t face her chaiko she moved out ari kugara nasisi vangu and tiri kuenda kumuchato how will I face the rest of the family even my family doesn’t want to talk to me the phone I had was destroyed due to this I love my wife yes I destroyed and betrayed her love for me asi kutadza kuri kwandiri kwanyanya.
—–
20:01
Shephard Hungwe Zamaere – My sister I have never cheated on my wife, we got married and we were so close I messed up everything I love her, her sister and I used to talk things discuss issues chiramu chaita zvisizvo pliz forgive me and then guide me pliz amai nyakutumbura vakagumbuka kutaura kudai imi chiregai kutsamwawo ndimi hama yangu and I won’t do it again kana muroora adzoka we have future together wanted to keep it secret asi irikundidya.

20:15
Violet Makunike – I will never forgive you hanzvadzi.Try God .I am happy kuti mai venyu nehama havasekereriwo umbwa hwakadai ..At least you know kuti imimi you could have avoided it .Kushora mudzimai wenyu kudaro.kana akati achiri kumuda kunyepa anenge aakungogarira mrs .Dai ari mumwe aitawo munzwe kurwadza kwazvo..Hapana mudzimai ane dzakakwana angaramba achida murume anomurwadzisa kudaro.Better varume vanotsvaga kunze.Kamainini aka kamuroyi chaiko even mukazogara nako zivai kuti muri kugara nedevil.munhu angarwadzisa mwana wamai vake kudaro .hapana nezvemunhu .kane moyo wakashata kudarika vamugabe .Kana sis vakasvika pakuzviuraya kane ropa mumaoko.Karipi izvozvi
—-
20:17
Violet Makunike – you can’t keep secret marwadzo akadaro .Better matonditaurira munyatsoona kuti hapana mukadzi akakwana anosekerera matakanana akadaro.
—-
20:23
Shephard Hungwe Zamaere – She went back home,asi mashoko enyu makuru hanzvadzi I have to live with my actions I did this to myself and won’t blame anyone next after my brother’s wedding was to be mine but now am so lonely wife is hurt and doesn’t want to hear from me its been a week and some days we never slept together but we were going to, only to be caught kissing but it will take more than God for my wife to forgive me I know her she is in pain and I won’t forgive myself the reason why I didn’t want to share with you is that you be angry with me and won’t forgive me too but its eating me daily I no longer expect her to come back to me again due to your words I guess I have to be mr lonely
——
20:37
Violet Makunike – I suggest you be Mr lonely until you know how to treat women.Ini munotoziya hanzvadzi kuti women abuse handidi .You abused her emotionally .All hurt yaainayo iemotional abuse.I hope haadzokeri kwamuri futi .Trust hapasisina even true love chaiyo.Ndochokwadi chandiri kumutaurira ichi semukadzi .Makazvikanyira mega .Maiti mainini vane regold here ?Kuputsa musha nezvinhu zvisina nebasa rese.Even akadzoka kwamuri musambozvifadza nemanyepo kuti achiri kumuda nemoyo wese.Kudzokera mrs .izvozvi maputsa ukama pakati pasis nemunin’ina .Hamungamboregi kunyara .

20:41
Shephard Hungwe Zamaere – Hanzvadzi ndapfidza regai ndirare asi mashoko enyu aya ndeechokwadi ndangova rombe chairo mumba makuita kunge mudanga.
——
21:02
Violet Makunike – Chamusingafungi varume ndechekuti you lose both ,your wife and the home wrecker and your happiness and peace .Even kana akadzoka mumba hamuchambofi makaita real happiness .zvinenge zvangova zvefake .Good night .tobhuya mangwana.
—-
28 November 2012
16:47
Violet Makunike – maswera sei hanzvadzi ?
——
17:17
Shephard Hungwe Zamaere – Ndaswera maswerawo sei hama yangu
—-
17:24
Violet Makunike – ndaswera naro basa .any news
——
18:49
Shephard Hungwe Zamaere – Its ok hanzvadzi hope you will one day forgive me for what I did
—-
19:51
Violet Makunike – I am coming to SA in February and we have to meet too saka ndopatichaona kuti forgiveness yacho totangira papi
—–
19:54
Shephard Hungwe Zamaere – But for now I don’t want to be in the black books like others for long can’t live without Ziffe let’s just hope and pray that we meet without bad blood….. remember u are my boss and I respect and love you I won’t jopardise my relationship with u never in a million years.
—–
05:33
Shephard Hungwe Zamaere – Hama yangu wakadini hako negoredzva still in Zimbabwe
—-
8 January
18:54
Violet Makunike – hevo hanzvadzi .Here all is fine and magara kumusha .how are things nekurima ?
—-
9 January
11:00
Shephard Hungwe Zamaere – Kumusha ndakabva now in Harare takarimawo but mvura haisi kunaya manje will be in SA first week of february
—–
9 January
18:34
Violet Makunike – Alright .Great .Talk to you then
—–
23 February
05:38
Shephard Hungwe Zamaere – hi my sister hope all is well with you wasnt that active on Ziffe due to family corncern as i told you long ago that am in a family of ZANUs and MDCt but now am back in Mzansi hope to revive my duties as an admin but with a different name if you allow me as you still know that i am a Ziffe and will be Ziffe i missed Ziffe big time
—-
23 February
12:53
Violet Makunike – Hello hanzvadzi .Good to see you .Thank you so much.No problem.Give me the name you want to use so that I do a new profile image for you
——
28 March
14:34
Shephard Hungwe Zamaere – Sister I am really missing my admin duties I have all the love for Ziffe it looks like I am not doing anything at all even the Ziffe Hungwe haina kuipa nekuti yakanaka

 

NO COMMENTS

LEAVE A REPLY