A must read : Courage Mugwagwa cheating on his partner Vimbai Lorraine Samanga :Cheating on your partner is emotional abuse
—–
I feel sorry for Vimbai Lorraine Samanga as his partner Courage Mugwagwa flirts with me on Facebook .

I just bumped into Courage Mugwagwa’s post below and I was touched that he has a wife but all along he was inboxing me asking if I can be his lover and he even said he has no partner.Shame .He thought I am stupid despite the fact that I also posted on my wall that I am very intelligent and even though my posts show it he still didn’t believe most likely because I am a woman.His post says,

Courage Mugwagwa
23 hours ago via Mobile
My wife and I would like to express our heartfelt congratulations to our party ZANU PF on winning the just ended Parlimentary and Presidential elections….. We also would like to thank fellow Zimbabweans for voting peacefully…..let’s come out in our large numbers in celebrating Cde R G Mugabe’s victory coz his victory is also our victory,let’s reject those amongst ourselves and outside who want to sabotage our socio-economic & political environment to serve their self serving prophecy of doom
——–
Below is our communication in inbox

Courage Mugwagwa
January 11, 2012 4:09 pm
Hie Vio.May u plz email me your music I never listen your protest music~ thank you couragemugwagwa@mtn.blackberry .com

Human Rights Defender Viomak
January 11, 2012 6:38 pm
No problem hanzvadzi.Will do that today or tomorrow .Thank you

Courage Mugwagwa
Thanx sis

Human Rights Defender Viomak
no problem .emailing now

Courage Mugwagwa
Highly Appreciated.I think there’s a problem wth my 4ne coz irikuti the download exceeds max size of 2.9 MB.Thanx tho my sis 4 yo efforts

Human Rights Defender Viomak
Ok .I had come to ask if you got it.Once fixed let me know so I can email.

Courage Mugwagwa
Ok I wl let u know Sisi

Human Rights Defender Viomak
Ok hanzvadzi.God bless

Courage Mugwagwa
Stay blessed sis n good nite
—-
Courage Mugwagwa
March 30, 2012 4:08 am
Hie Sister.U can sent the songs on courage156@gmail.com.Thank u in advance
Have a wonderful day
—-
Courage Mugwagwa
March 30, 2012 3:25 pm
Hie.Ko kuti zii kudai?
—-
Human Rights Defender Viomak
April 3, 2012 6:32 pm
heheheehe sorry hanzvadzi,have not been coming here .Ok.

Courage Mugwagwa
April 3, 2012 7:59 pm
Oh k kurisei my dear sister

Human Rights Defender Viomak
very wel thanks hanzvadzi kuri right stereki kungotambura nayo struggle.kuri sei kwenyu

Courage Mugwagwa
Aah kuno its bho.I can’t complain.Pamberi neyo
December 17, 2012 10:49 pm

Courage Mugwagwa
U can chech her here .https://m.facebook.com/a/mobile/friends

December 18, 2012 2:58 pm
hello hanzvadzi.long time.thank you so much I clicked .the page is saying ” The page you requested cannot be displayed right now. It may be temporarily unavailable, the link you clicked on may be broken or expired, or you may not have permission to view this page”

Courage Mugwagwa
Really.Its been long shuwa.Iricei holiday.Its Facebook page 4 the girl who perished in that Ndlovu accident

Courage Mugwagwa
Ehe I got you meant that saka kuti pamwe yavharwa

Courage Mugwagwa
https://m.facebook.com/….Check again its there

Human Rights Defender Viomak
Thank you so much hanzvadzi.Ndaiona

Courage Mugwagwa
Oh k u welcome my gal
—-
Courage Mugwagwa
March 31st, 7:06pm
Hello Sister.Hwz Politics

Human Rights Defender Viomak
hevo hanzvadzi muri sei long time

Courage Mugwagwa
Am gud shuwa long time hwz life.Dzakadini politics

Human Rights Defender Viomak
life yakaoma kumusha uko hakuna kumira mushe .politocs tinadzo ibasa chairo

Courage Mugwagwa
Yeah shuwa ma1.Makaona ka kuti mungatoonda kkkk

Human Rights Defender Viomak
hahaha exactly but am going back

Courage Mugwagwa
Kkkk zvinoda kushinga

Human Rights Defender Viomak
kushinga chaiko zvine ropa hahahaha

Courage Mugwagwa
Yeah.I think politics dzinoda kuitwa mucheka dzafa coz ma1 esp groundwek yacho

Human Rights Defender Viomak
hahahahaaha anocheka isati yafa ndiani hanzvadzi .ngativhiye dzichiri mhenyu

Courage Mugwagwa
Pane nyaya gotta b an administrator.Tarirai Madhuku arikuriza mhere

Courage Mugwagwa
hahahahahaa Madhuku akaoma

Courage Mugwagwa
Funding ma1.Politics n funding go hand n glove

Human Rights Defender Viomak
hahahaahaha I know ibasa chairo.

Courage Mugwagwa
Yea pane nyaya

Courage Mugwagwa
July 1st, 2:56am
Kkkkk ko number dzenyu dziya dzirip ndiite zvamakati hazvidiwe ndiratidze hangu kuti am nt gay

Human Rights Defender Viomak
hahahaaahaha imi

Courage Mugwagwa
Handidi kuita sevarume vaya vekumusha vanosema kunanzwa pasingadyiwi nembwa vachimhanyira vachena vanorariwa nekudyiwa nembwa kkkkk

Human Rights Defender Viomak
hahaahaaha muchiri kuziya post iya

Courage Mugwagwa
Kkkk it got me cracking nanhasi ndinayo mumusoro

Courage Mugwagwa
July 1st, 9:51pm
Veduweeee.Mungabva madarowo here shuwa

Human Rights Defender Viomak
hahaahaa hanzvadzi maswera sei

Courage Mugwagwa
Kkkkk Ndaswera bhoo ko maswerra cei imiwo

Human Rights Defender Viomak
ndaswera hangu busy as usual chiri sei chando

Courage Mugwagwa
Chando chinoda ma1.Asi kuno chiri nani.Chiri cei ikoko

Human Rights Defender Viomak
kuno chakapera hanzvadzi kwaakungotonhorawo zvesummer.ko muroora wangu haasi ikoko here?

Courage Mugwagwa
Dai ndiriko hangu ikoko tadzingira chando kure kure nokuti chara chimwe hachitswanye inda vakuru vakareva shuwa hahaha Kkkkkk .Muroora haako kkkkk
Ndakarambwa kkkk.Ndakanzi handidziyi zvakafanana neasina

Human Rights Defender Viomak
hahaahaaha makacheater imi saka makarambwa

Courage Mugwagwa
ndakanzi ndakawana umwe anoita se heater chaiyo kkkk.NdikatI aaaa zvino ndodiniwo chando chino Gwendo runo ndinokuvara chaiko

Human Rights Defender Viomak
hahahahaha ndichamubvunzira kuti hapana here tsikombi inotsvaga wekudziisa

Courage Mugwagwa
Kkkkkk.Mototanga kubvunza ipapo kwete kuenda kure kure plz kkkk

Human Rights Defender Viomak
hahahaaha mafunga kuita makunakuna here hanzvadzi

Courage Mugwagwa
Makunakuna chii zviya.Ndarasika shona apa

Human Rights Defender Viomak
kuda kudziiswa nehanzvadzi

Courage Mugwagwa
Kkkk imi muri hanzvadzi here?Kkkk tine ukama here shuwa ?

Courage Mugwagwa
hahaahaha ihwo hwepafacebook uhwu munohuita hushoma here hanzvadzi

Courage Mugwagwa
Kkkk aiwa hatina ukama aaaaa imi ndimi munoda kundidzinga aaaa

Human Rights Defender Viomak
last two dys muri kuda zvenyaya asi makarambwa this week kani .you used to be very quiet

Courage Mugwagwa
Kkkkk aiwa ndinenge ndichimbozeza. Zeza Kukwira gomo huvandurira

Human Rights Defender Viomak
Hahaahaaahah saka nhasi manwira doro kut i muite zvivindi asi kani

Courage Mugwagwa
Kkkk aiwa.Kwete ndeverengera ndaona kuti ndingatorerwa ndikanyanya kuverengera kudai .doro ndomwa bt nenguva

Human Rights Defender Viomak
hahahahaha matya kunonokera colgate ,manyumwa

Courage Mugwagwa
Ehe shuwa kkkk

Human Rights Defender Viomak
hahaahaaha manje kumazanupf handitambiriko

Courage Mugwagwa
Aaan ini handisati ndava ne Party to b honest bt its only pamwe ndinowirirana nayo pamwe ne Opposition.I’m in the middle.Moderate

Human Rights Defender Viomak
hahaaha non aligned

Courage Mugwagwa
Ehe

Human Rights Defender Viomak
mune zvivindI saka munoda kuita first gentleman

Courage Mugwagwa
Even if u can check my comments pamwe. Ndoita se ZANU pamwe MDC
Aiwa ndofanira kuita zvivindi chaizvo.Ko ndingatonyura ka ndikashaiwa zvachose kkkkk

Human Rights Defender Viomak
hahaaha ok endai munonyora pawalll penyu kuti mafunga kuita first gentleman
Hahahaha hahahaahahaah eka transparency and accountability

Courage Mugwagwa
“Ndafunga kuita 1st gentlemen”.Hohohohoho.I remember makamboutamba umwe muchinda kkkkkk.Ndarangarira kkkkkk.Sometimes last year kkkkk

Human Rights Defender Viomak
hahahahaha hoo nhai

Courage Mugwagwa
Manje ini wacho I wl pass.Ndopasa zvese

Human Rights Defender Viomak
hahahaahaaha kupi hanzvadzi saka muri shashaka imi

Courage Mugwagwa
Aiwa ini ndiri gamba ini.I remember muchinda wacho akatanga kutuka nezvinyadzi
I remember that Kkkkk

Human Rights Defender Viomak
muri gamba ndazviona mune zvivindi ok i remember him hahahaaha

Courage Mugwagwa
Kkkkk gamba chairo shuwea Ndabata pamati enda ku wall kkkkk Ndoinda ku wall izvezvi here?

Human Rights Defender Viomak
aiwa hanzvadzi handina kudaro

Courage Mugwagwa
Mati ndidini kkkkk Handina kumbonzwa nezvenyu having kids

Human Rights Defender Viomak
hahahahaahaha muchaziya zvapresident kana taakutonga mava first gentleman

Courage Mugwagwa
kkkk Shuwa I’ve never heard abt it

Human Rights Defender Viomak
hahahaaha you will never hear about it

Courage Mugwagwa
Ini hangu ndinenge ndine vana ndakagara ndiri safe kkkk .Ndoita hangu nanny
Ndoendesa vana ku crash kkkk.Creche.Zvekuswera ndakatariswa nevanhu vakaita sana Roleene Gandiwa ndinotya.Zvinoda madam makashinga

Human Rights Defender Viomak
hahahahahahaha saka moita baby sitter which is good madam vachirwira nyika .ko iye Roleene Gandiwa chaiye akazoendipi wekutatarika ari musango

Courage Mugwagwa
Hameno ndakaona vachiti ku China bt am shuwa kuda kurasisa vanhu
Ndakangomubvunza ku inbox ndaona nyaya yemukadzi nemwana wake

Human Rights Defender Viomak
hoo hanzi vakabatwa zviya mukadzi nemwana vacho here?muri kupiko imi kusingararwi

Courage Mugwagwa
Am in SA.Ndambotokotsira kkkk I think kunyepa kut ari ku China kkkk kuitira kuti ma ZANU PF amhanyire kusiko kkkk kurasisa vavengi Bt mufana uya akaoma shuwa.That’s y I’ve 2nd thots abt active politics

Human Rights Defender Viomak
hahaahaha i think kunyepa too arimo muzimbabwe or musouth.kuoma chaiko politics inonetsa esp yeafrica hamuoni maspy haaperi plus kugara ungori palimelight

Courage Mugwagwa
Ehe ma1 muno mu Africa Bt gape riripo kwamuri vanhukadzi coz I can fight an internal battle using a lady

Human Rights Defender Viomak
ehe but the foolish ladies

Courage Mugwagwa
Like one can b appointed a deputy president

Human Rights Defender Viomak
you mean the lady

Courage Mugwagwa
Yes.Hiding under gender equality

Human Rights Defender Viomak
ok i hear you

Courage Mugwagwa
Yes u know hw politics screw things,Hw politicians

Human Rights Defender Viomak
hahaahaaha and munoitya politics .yes it screws things if someone allows it to

Courage Mugwagwa
Kkkk pane nyaya apa.http://www.zimeye…I/ was educated by Americans – Mutsvangwa « National « ZimEye.Ini manje kuita politics pasina benefit ma1
Ndoda imi Madam vangu vapinda then todya n I try to b brain behind

Human Rights Defender Viomak
hahahaahaa munoda kuita chitsotsi manje madam wenyu havadi chitsotsi ndinomufumura necorruption muchato ukapera.shame haana kufa here christopher uyu

Courage Mugwagwa
KkKk.Aaaah Christopher is alive.Mupenyu.Imi nhasiwo hamurari ka.Dzangu hope dzikauya ndobva ndaenda nadzo hope.Kinda sleepy nw

Human Rights Defender Viomak
sorry hanzvadzi good night Taakutorarawo soon kana ndapedza chapter yangu .

Courage Mugwagwa
Gud nyt Madam.Mangwana ariko

Human Rights Defender Viomak
ok good hazvadzi. hanzvadzi tobhuya kwaedza .God bless

Maita basa tambotandara.Ok good Madam tobhuya kwaedza ,God Bless

Courage Mugwagwa
July 2nd, 5:30am
Mamuka here

Courage Mugwagwa
July 2nd, 10:30pm
Maswera here

Human Rights Defender Viomak
Hanzvadzi sorry ndaswera naro basa muri sei

Courage Mugwagwa
Ndiri ryt ndaswerawo naro

Human Rights Defender Viomak
Morara mushe

Courage Mugwagwa
you too hanzvadzi thank you have a good night

Courage Mugwagwa
July 10th, 2:30am
Miss u my A.N.G.E.L

Courage Mugwagwa
July 17th, 12:28am
Next time ndava mu politics ndichanzwa muma state newspapers kuti Prime Minister Courage Mugwagwa in law Mike Makunike brother to Violet Makunike his wife been shot by cops in an armed robbery incident lol

Human Rights Defender Viomak
hahahahahaha hehehe ndaseka hehe hihihihihhih

Courage Mugwagwa
KkkKkkkkk am telling it can happen

Human Rights Defender Viomak
hahahaahaha its good to day dream

Courage Mugwagwa
Lol kuricei.Hindava kuti zii kudai
—-
No response .The end.

——

His profile

Basic Information

Gender Male
Interested In Women
Relationship Status In a Relationship with Vimbai Lorraine Samanga
Languages Shona and British English
Political Views

Contact Information

Mobile Phones
  • +27 71 026 2846
Screen Names

 

Relationship

In a Relationship

NO COMMENTS

LEAVE A REPLY